1 Samuel 30:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamupa ʋo cimeɗu ceɓundu ramaʋonde namasumbu maʋiri amazambiriŋga akawomeswa; ɀino wakati adya, mŋeya wake ukararama ɀe mukati make, nokuti wakaŋga asina‐kudya ɀokudya, kana kunwa mvura, mazuʋa matatu noʋusiku ʋutatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chimedu chekeke ramaonde akaoma uye makeke maviri amazambiringa akaomeswa. Akadya akasimba, nokuti akanga asina kudya chipi zvacho kana kunwa mvura kwamazuva matatu nousiku hutatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamupawo chimedu chechambwa chamakuyu nechisumbu chamagirepisi akaomeswa. Paakanga apedza kudya kudaro, simba rake rakabva radzoka pakare nokuti akanga apedza mazuva matatu, siku nesikati asina kana kuisa chinhu mukanwa kana kunwa mvura zvayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamupawo chimedu chebundu ramawonde namasumbu maviri amadzambiringa akawomeswa; zvino wakati adya, mweya wake ukararamazve mukati make, nokuti wakanga asina kudya zvokudya, kana kunwa mvura, mazuva matatu nousiku hutatu.
Shona 2009?
vakamupawo chimedu chebundu ramawonde namasumbu maviri amazambiringa akawomeswa; zvino wakati adya, mweya wake ukararamazve mukati make, nokuti wakanga asina kudya zvokudya, kana kumwa mvura, mazuva matatu nousiku hutatu.
Shona SUB 2002 Bible
vakamupawo chimedu chebundu ramawonde namasumbu maviri amadzambiringa akawomeswa; zvino wakati adya, mweya wake ukararamazve mukati make, nokuti wakanga asina kudya zvokudya, kana kunwa mvura, mazuva matatu nousiku hutatu.