1 Samuel 30:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Uri waaniko? Unobvepiko? Iye akati: Ndiri jaya rakabva Egipita, muranda womunhu waʋaAmareki; tenzi waŋgu wakandisiya, nokuti mazuʋa matatu akapfuʋura ndakarwara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akamubvunza akati, “Uri waaniko iwe, uye unobvepi?” Iye akati, “Ndiri muIjipita, mutapwa womumwe muAmareki. Tenzi wangu akandisiya pandakanga ndorwara mazuva matatu apfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akamubvunza kuti, “Uri wokwaaniko iwe? Unobva kupi?” Iye ndokuti, “Ndiri mukomana wokuIjipiti. Ndiri muranda womumwe muAmareki. Tenzi wangu akangonditiwo njo pano apa ndarwara mazuva matatu apera aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Uri waaniko? Unobvepiko?” Iye akati, “Ndiri jaya rakabva Ijipiti, muranda womunhu wavaAmareki; tenzi wangu wakandisiya, nokuti mazuva matatu akapfuura ndakarwara.
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Uri waaniko? Unobvepiko?" Iye akati, "Ndiri jaya rakabva Ijipiti, muranda womunhu wavaAmareki; tenzi wangu wakandisiya, nokuti mazuva matatu akapfuura ndakarwara.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Uri waaniko? Unobvepiko?” Iye akati, “Ndiri jaya rakabva Ijipiti, muranda womunhu wavaAmareki; tenzi wangu wakandisiya, nokuti mazuva matatu akapfuura ndakarwara.