1 Samuel 30:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akarwa naʋo kubva parubvunza‐ʋaeni kuȿikira maɗeko ezuʋa repiri; kwakaŋga kusinomunhu wakapukunyuka, asi majaya anamazana manna, akaŋga akataȿa makamera, ndiwo akatiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akarwa navo panguva yorubvunzavaeni kusvikira madekwana ezuva rakatevera, uye hakuna mumwe wavo akapunyuka, kunze kwamajaya mazana mana akatasva ngamera akatiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akavarakatisa kuuraya kubvira parubvunzavaeni kusvikira manheru eramangwana racho. Hakuna akapunyuka kusara kwamajaya mazana mana akatasva ngamera akatiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akarwa navo kubva parubvunzavaeni kusvikira madeko ezuva repiri; kwakanga kusina munhu wakapukunyuka, asi majaya ana mazana mana, akanga akatasva makamera, ndiwo akatiza.
Shona 2009?
Dhavhidhi akarwa navo kubva parubvunzavaeni kusvikira madeko ezuva repiri; kwakanga kusina munhu wakapukunyuka, asi majaya ana mazana mana, akanga akatasva makamera, ndiwo akatiza.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akarwa navo kubva parubvunzavaeni kusvikira usiku hwezuva repiri; kwakanga kusina munhu wakapukunyuka, asi majaya ana mazana mana, akanga akatasva makamera, ndiwo akatiza.