1 Samuel 30:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akarwira ɀose ɀakaŋga ɀatorwa naʋaAmareki; Davidi akarwira ʋo ʋakadzi ʋake ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akadzosa zvose zvakanga zvatorwa navaAmareki, pamwe chete navakadzi vake vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akadzosa zvose zvakanga zvapambwa navaAmareki, akanunura vakadzi vake vaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akarwira zvose zvakanga zvatorwa navaAmareki; Dhavhidhi akarwirawo vakadzi vake vaviri.
Shona 2009?
Dhavhidhi akarwira zvose zvakanga zvatorwa navaAmareki; Dhavhidhi akarwirawo vakadzi vake vaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akarwira zvose zvakanga zvatorwa navaAmareki; Dhavhidhi akarwirawo vakadzi vake vaviri.