1 Samuel 30:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋasina‐kurashikirwa necinhu, kunyaŋge ciɗuku kana cikuru, kana ʋanakomana, kana ʋanasikana, kana nhumbi, kana cinhu cipi necipi caʋakaŋga ʋatora; Davidi wakaɀidzosa ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna chakashayikwa: vaduku navakuru, mukomana kana musikana, chakapambwa kana chipi zvacho chavakanga vatora. Dhavhidhi akadzosa zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana chakashayikwa, kana kai zvako kubvira kuvana vakomana navasikana kusvikira kune zvakanga zvapambwa kunyange nezvakanga zvatorwa. Dhavhidhi akadzoka nazvo zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vasina kurashikirwa nechinhu, kunyange chiduku kana chikuru, kana vanakomana, kana vanasikana, kana nhumbi; kana chinhu chipi nechipi chavakanga vatora; Dhavhidhi wakazvidzosa zvose.
Shona 2009?
Vakanga vasina kurashikirwa nechinhu, kunyange chiduku kana chikuru, kana vanakomana, kana vanasikana, kana nhumbi;kana chinhu chipi nechipi chavakanga vatora; Dhavhidhi wakazvidzosa zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vasina kurashikirwa nechinhu, kunyangwe chiduku kana chikuru, kana vanakomana, kana vanasikana, kana nhumbi; kana chinhu chipi nechipi chavakanga vatora; Dhavhidhi wakazvidzosa zvose.