1 Samuel 30:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatora ʋo makwai neŋombe dzose, ʋakaɀitinha pamberi peɀimŋe ɀipfuwo, ʋakati: Ndiɀo ɀakapambga naDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatora makwai ose nemombe dzose, uye vanhu vake vakazvitinha mberi kwezvimwe zvipfuwo, achiti, “Izvi ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akavatorerawo mombe dzose nezvimwe zvipfuwo izvozvo. Vanhu vakatinha zvipfuwo izvozvo zviri mberi kwake vachiti, “Izvi ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatorawo makwai nemombe dzose, vakazvitinha pamberi pezvimwe zvipfuwo, vakati, “Ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatorawo makwai nemombe dzose, vakazvitinha pamberi pezvimwe zvipfuwo, vakati, "Ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatorawo makwai nemombe dzose, vakazvitinha pamberi pezvimwe zvipfuwo, vakati, “Ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi.”