1 Samuel 30:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akati: Hamuŋgaiti kuɗaro, hama dzaŋgu, neɀatakapiwa naJehova, iye wakaticeŋgeta, akaisa ɓoka rakaŋga raʋuya kuzorwa nesu pamaʋoko eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Kwete hama dzangu, hamufaniri kuita izvozvo pane zvatakapiwa naJehovha. Ndiye akatidzivirira akaisa mumaoko edu varwi vakauya kuzorwa nesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Dhavhidhi akati, “Kweteka hama dzangu, hamungadaro nezvinhu zvatakangopiwa zvedu naTenzi. Inga Mwari akatichengeta wani akaisa chikwata chavavengi vedu mumaoko edu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akati, “Hamungaiti kudaro, hama dzangu, nezvatakapiwa naJehovha, iye wakatichengeta, akaisa boka rakanga rauya kuzorwa nesu pamaoko edu.
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akati, "Hamungaiti kudaro, hama dzangu, nezvatakapiwa naJehovha, iye wakatichengeta, akaisa boka rakanga rauya kuzorwa nesu pamaoko edu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akati, “Hamungaiti kudaro, hama dzangu, nezvatakapiwa naJehovha, iye wakatichengeta, akaisa boka rakanga rauya kuzorwa nesu pamaoko edu.