1 Samuel 30:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgakutererai pashoko rakaɗai? Nokuti mugoʋe wowakaenda kundorwa, ucafanana nomugoʋe wowakasara panhumbi; migoʋe yaʋo inofanira kufanana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko achateerera kune zvamunoreva? Mugove womunhu akasara achichengeta nhumbi unofanira kuva wakaenzana nowouyo akaenda kuhondo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angabangoteerera zvamuri kutaura? Chiripo chaicho ndechokuti chawana aenda kundorwa ndicho chichawanawo anosara pazvinhu, mugove wavo mumwechete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko ungakuteererai pashoko rakadai? Nokuti mugove wowakaenda kundorwa, uchafanana nomugove wowakasara panhumbi; migove yavo inofanira kufanana.”
Shona 2009?
Ndianiko ungakuteererai pashoko rakadai? Nokuti mugove wowakaenda kundorwa, uchafanana nomugove wowakasara panhumbi; migove yavo inofanira kufanana."
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko ungakuteererai pashoko rakadai? Nokuti mugove wowakaenda kundorwa, uchafanana nomugove wowakasara panhumbi; migove yavo inofanira kufanana.”