1 Samuel 30:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kubva pazuʋa iro iye akatema kuti uʋe mutemo nomurairo kuʋaIsraeri kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaita izvi kuti uve mutemo nomurayiro kuvaIsraeri kubva pazuva iroro kusvikira nhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira musi iwoyo zvichienda mberi Dhavhidhi akabva ati uve murao nomutemo weIsiraeri kusvikira pari nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kubva pazuva iro iye akatema kuti uve mutemo nomurayiro kuvaIsiraeri kusvikira zuva ranhasi.
Shona 2009?
Zvino kubva pazuva iro iye akatema kuti uve mutemo nomurayiro kuvaIsiraeri kusvikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kubva pazuva iro iye akatema kuti uve mutemo nomurairo kuVaIsiraeri kusvikira zuva ranhasi.