1 Samuel 30:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati aȿika Zikragi, akatuma ɀimŋe ɀakaŋga ɀapambga kuʋakuru ʋaʋaJuda, idzo hama dzake, akati: Heco cipo cenyu ceɀakapambga kuʋaʋeŋgi ʋaJehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati asvika muZikiragi, akatumira zvimwe zvezvakapambwa kuvakuru veJudha, avo vakanga vari shamwari dzake, achiti, “Hecho chipo chenyu chamapiwa chabva pane zvakapambwa zvavavengi vaJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi paakasvika kuZikiragi akatumira zvimwe zvaakanga apamba kushamwari dzake, vakuru vakuru vokwaJudha achiti, “Hecho chikomborero chezvakapambwa kuvavengi vaTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati asvika Zikiragi, akatuma zvimwe zvakanga zvapambwa kuvakuru vavaJudha, idzo hama dzake akati, “Hecho chipo chenyu chezvakapambwa kuvavengi vaJehovha;
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati asvika Zikiragi, akatuma zvimwe zvakanga zvapambwa kuvakuru vavaJudha, idzo hama dzake akati, "Hecho chipo chenyu chezvakapambwa kuvavengi vaJehovha;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati asvika Zikiragi, akatuma zvimwe zvakanga zvapambwa kuvakuru vavaJudha, idzo hama dzake akati, “Hecho chipo chenyu chezvakapambwa kuvavengi vaJehovha;