1 Samuel 30:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunaʋakaŋga ʋari Beti‐eri, nokunaʋakaŋga ʋari Ramoti kurutiʋi rwezasi, nokunaʋakaŋga ʋari Jatiri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akachitumira kuna vaya vakanga vari muBheteri, Ramoti Negevhi neJariri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaakatumira ndeava vanoti: vokuBhetieri, novokudunhu reNegevhu rokuRamoti, kwouya vokuJatiri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuna vakanga vari Bhetieri, nokuna vakanga vari Ramoti kurutivi rwezasi, nokuna vakanga vari Jatiri,
Shona 2009?
kuna vakanga vari Bhetieri, nokuna vakanga vari Ramoti kurutivi rwezasi, nokuna vakanga vari Jatiri,
Shona SUB 2002 Bible
kuna vakanga vari Bhetieri, nokuna vakanga vari Ramoti kurutivi rwezasi, nokuna vakanga vari Jatiri,