1 Samuel 30:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokunaʋakaŋga ʋari Rakari, nokunaʋakaŋga ʋari kumaguta aʋaJerameeri, nokunaʋakaŋga ʋari pamaguta aʋaKeni,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
neRakari; kuna avo vakanga vari mumaguta avaJerameeri navaKeni;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti vokuRakari, novokumaguta okuJerahimeeri, novokumaguta okuvaKeni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuna vakanga vari Rakari, nokuna vakanga vari kumaguta avaJerameeri, nokuna vakanga vari pamaguta avaKeni,
Shona 2009?
nokuna vakanga vari Rakari, nokuna vakanga vari kumaguta avaJerameeri, nokuna vakanga vari pamaguta avaKeni,
Shona SUB 2002 Bible
nokuna vakanga vari Rakari, nokuna vakanga vari kumaguta avaJerameeri, nokuna vakanga vari pamaguta avaKeni,