1 Samuel 30:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akabvunza Jehova, akati: Kana ndikateʋera ɓoka iro, ndiŋgaʋaɓata here? Akamupindura, akati: Teʋera hako, nokuti ucaʋaɓata kwaɀo, ʋuye ucarwira ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo Dhavhidhi akabvunza kuna Jehovha akati, “Ndingatevera here vapambi ava? Ndichavabata here?” Akapindura akati, “Vatevere. Zvirokwazvo uchavabata uye uchakunda mukuvanunura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akada kunzwa kuti Tenzi anoti kudii nezvinhu izvi akati, “Ndoronda here chikwata ichi? Ndichavabata here?” Mwari ndokumuti, “Varonde zvako unovabata chete ugovanunura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, “Kana ndikatevera boka iro, ndingavabata here?” Akamupindura akati, “Tevera hako, nokuti uchavabata kwazvo, uye ucharwira zvose.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, "Kana ndikatevera boka iro, ndingavabata here?" Akamupindura akati, "Tevera hako, nokuti uchavabata kwazvo, uye ucharwira zvose."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, “Kana ndikatevera boka iro, ndingavabata here?” Akamupindura akati, “Tevera hako, nokuti uchavabata kwazvo, uye ucharwira zvose.”