1 Samuel 31:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaŋga ʋagere Jabeshi‐Gireadi ʋakati ʋacinzwa ɀakaŋga ɀaitirwa Sauro naʋaFiristia,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vokuJabheshi Gireadhi vakati vanzwa zvakanga zvaitwa navaFiristia kuna Sauro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokuJabheshi Gireadhi pavakanzwa zvakanga zvaitwa navaFirisitia kuna Sauro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakanga vagere Jabheshigireadhi vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,
Shona 2009?
Zvino vakanga vagere JabheshiGiriyadhi vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakanga vagere Jabheshi-gireyadhi vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Sauro navaFirisitia,