1 Samuel 31:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatora mafupa aʋo, ʋakaaʋiga pasi pomuti womutamariski paJabeshi, ʋakaɀinyima ɀokudya mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamariki paJabheshi, uye vakatsanya kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki kuJabheshi, vakatsanya mazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatora mapfupa avo, vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki paJabheshi, vakazvinyima zvokudya mazuva manomwe.
Shona 2009?
Vakatora mapfupa avo, vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki paJabheshi, vakatsanya mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatora mapfupa avo, vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki paJabheshi, vakazvinyima zvokudya mazuva manomwe.