1 Samuel 4:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa yokufa kwake ʋakaŋga ʋamire’po naye ʋakati: Usatya hako, nokuti wapona mŋana womukomana. Asi haana‐kupindura, kana kuraŋgarira iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga ava kufa madzimai aimubatsira akati, “Usaora mwoyo wabatsirwa nomwana mukomana.” Asi haana kumbopindura kana kuzviteerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga ava kufa, vakadzi, vananyamukuta vaimubatsira pakusununguka vakamuti, “Tsunga mwoyo, wapiwa mwana mukomana.” Asi iye haana chaakapindura kana kuratidza kuita mwoyo nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva yokufa kwake vakanga vamirepo naye vakati, “Usatya hako, nokuti wapona mwana womukomana. Asi haana kupindura, kana kurangarira izvozvo.”
Shona 2009?
Nenguva yokufa kwake vakanga vamirepo naye vakati, "Usatya hako, nokuti wapona mwana womukomana. Asi haana kupindura, kana kurangarira izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva yokufa kwake vakanga vamirepo naye vakati, “Usatya hako, nokuti wapona mwana womukomana. Asi haana kupindura, kana kurangarira izvozvo.”