1 Samuel 4:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatumidza mŋana zita rinonzi Ikabodi, aciti: Kukudzwa kwabviswa kunaIsraeri; nokuti areka yaMŋari yakaŋga yatorwa, ʋuye nokuɗa kwaɓaɓa ʋomurume wake, nomurume wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatumidza mukomana uyu kuti Ikabhodhi, achiti, “Kubwinya kwabva muIsraeri,” nokuda kwokutorwa kweareka yaMwari uye nokufa kwatezvara vake nomurume wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatumidza mwana iyeyo zita rokuti Ikabhodhi, achiti “Mbiri yeIsiraeri yaenda,” pamusana peBhokisi raMwari rakapambwa, uyewo napamusana pavatezvara vake nomurume wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatumidza mwana zita rinonzi Ikabhodhi, achiti, “Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yakanga yatorwa, uye nokuda kwababa vomurume wake, nomurume wake.”
Shona 2009?
Akatumidza mwana zita rinonzi Ikabhodhi, achiti, "Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yakanga yatorwa, uye nokuda kwababa vomurume wake, nomurume wake."
Shona SUB 2002 Bible
Akatumidza mwana zita rinonzi Ikabhodhi, achiti, “Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yakanga yatorwa, uye nokuda kwababa vomurume wake, nomurume wake.”