1 Samuel 4:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Kukudzwa kwabviswa kunaIsraeri; nokuti areka yaMŋari yatorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Kubwinya kwabva muIsraeri, nokuti areka yaMwari yapambwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Mbiri yabva muIsiraeri nokuti Bhokisi raMwari ratorwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yatorwa.”
Shona 2009?
Akati, "Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yatorwa."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yatorwa.”