1 Samuel 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino areka yesuŋgano yaJehova yakati yaȿika pamisasa, ʋaIsraeri ʋose ʋakapururudza nokupururudza kukuru, nyika ikaita mawuŋgira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Areka yesungano yaJehovha payakauya mumusasa, Israeri yose yakapururudza uye vakaita ruzha rukuru zvokuti pasi pakatinhira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Bhokisi reChitenderano raTenzi mumatendhe, vaIsiraeri vose vakadaidzira nezwi guru zvokuti pasi pakandengendeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino areka yesungano yaJehovha yakati yasvika pamisasa, vaIsiraeri vose vakapururudza nokupururudza kukuru, nyika ikaita mawungira.
Shona 2009?
Zvino areka yesungano yaJehovha yakati yasvika pamisasa, vaIsiraeri vose vakapururudza nokupururudza kukuru, nyika ikaita mawungira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino areka yesungano yaJehovha yakati yasvika pamisasa, VaIsiraeri vose vakapururudza nokupururudza kukuru, nyika ikaita mawungira.