1 Samuel 4:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFiristia ʋakatya, nokuti ʋakati: Mŋari waȿika kumisasa. Ʋakati: Tinenhamo! nokuti cinhu cakaɗai hacina‐kumboʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaFiristia vakatya. Vakati, “Mwari asvika mumusasa. Tava munhamo! Hapana chinhu chakadai seichi chati chamboitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vaFirisitia vakatya, zvokuti vakati, “Kune mumwe mwari uku auya mumatendhe.” Vakati, “Pedu papera! Hatisati tamboona zvakadai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFirisitia vakatya, nokuti vakati, “Mwari wasvika kumisasa.” Vakati, “Tine nhamo! Nokuti chinhu chakadai hachina kumbovapo.
Shona 2009?
VaFirisitia vakatya, nokuti vakati, "Mwari wasvika kumisasa." Vakati, "Tine nhamo! Nokuti chinhu chakadai hachina kumbovapo.
Shona SUB 2002 Bible
VaFirisitia vakatya, nokuti vakati, “Mwari wasvika kumisasa.” Vakati, “Tine nhamo! Nokuti chinhu chakadai hachina kumbovapo.