1 Samuel 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo iʋo ʋakatumira areka yaMŋari Ekroni. Ɀino areka yaMŋari yakati yaȿika Ekroni, ʋeEkroni ʋakacema kwaɀo, ʋakati: Ʋaʋuya neareka yaMŋari waIsraeri kwatiri, kuzotiʋuraya, isu naʋanhu ʋeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaendesa areka yaMwari kuEkironi. Areka yaMwari payakanga yava kupinda muEkironi, vanhu veEkironi vakadanidzira, vachiti, “Vauyisa areka yaMwari weIsraeri kuti vatiuraye isu navanhu vedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazoendesa bhokisi raMwari reChitendarano kuEkironi. Parakangosvika kuEkironi vanhu veko vakachemedzeka vachiti, “Vaunza bhokisi reChitenderano raMwari wavaIsiraeri kwatiri kuzotiurayisa isu navanhu vedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ivo vakatumira areka yaMwari Ekironi. Zvino areka yaMwari yakati yasvika Ekironi, veEkironi vakachema kwazvo, vakati, “Vauya neareka yaMwari waIsiraeri kwatiri, kuzotiuraya, isu navanhu vedu.”
Shona 2009?
Naizvozvo ivo vakatumira areka yaMwari Ekironi. Zvino areka yaMwari yakati yasvika Ekironi, veEkironi vakachema kwazvo, vakati, "Vauya neareka yaMwari waIsiraeri kwatiri, kuzotiuraya, isu navanhu vedu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ivo vakatumira areka yaMwari Ekironi. Zvino areka yaMwari yakati yasvika Ekironi, veEkironi vakachema kwazvo, vakati, “Vauya neareka yaMwari waIsiraeri kwatiri, kuzotiuraya, isu navanhu vedu.”