1 Samuel 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFiristia ʋakatora areka yaMŋari ʋakaiisa mumba maDagoni, ʋakaigadzika kurutiʋi rwaDagoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakatakura areka vakapinda nayo mutemberi yaDhagoni vakaiisa parutivi rwaDhagoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatakura Bhokisi raMwari vakaenda naro kutemberi yaDhagoni, vakandorigadzika munyasi mechifananidzo chaDhagoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFirisitia vakatora areka yaMwari vakaiisa mumba maDhagoni, vakaigadzika kurutivi rwaDhagoni.
Shona 2009?
VaFirisitia vakatora areka yaMwari vakaiisa mumba maDhagoni, vakaigadzika kurutivi rwaDhagoni.
Shona SUB 2002 Bible
VaFirisitia vakatora areka yaMwari vakaiisa mumba maDhagoni, vakaigadzika kurutivi rwaDhagoni.