1 Samuel 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋonei Dagoni wawira pasi neciso pamberi peareka yaJehova; nomusoro waDagoni neɀanza ɀamaʋoko ake ose maʋiri ɀakaŋga ɀavunika, ɀiri pacikumbaridzo comukoʋa; Dagoni wakaŋga asarirwa nomuʋiri woga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mangwanani aitevera pavakamuka wanei hoyo Dhagoni akawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha! Musoro wake namaoko zvakanga zvadimbuka zvisisipo uye zviri pasi pachikumbaridzo chomukova, muviri wake bedzi ndiwo wakanga wangosara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwana acho vakafumomukazve ndokuona chifananidzo chaDhagoni chakawirazve pasi pamberi peBhokisi raTenzi. Musoro wacho namaoko acho ari maviri akanga ari pachikumbaridzo akatyoka. Muviri wacho chete ndiwo wakanga wasara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachimuka mangwanani, onei Dhagoni wawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha; nomusoro waDhagoni nezvanza zvamaoko ake ose maviri zvakanga zvavhunika, zviri pachikumbaridzo chomukova; Dhagoni wakanga asarirwa nomuviri woga.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible