1 Samuel 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ruʋoko rwaJehova rwakatambudza ʋeAshdodi, akaʋaparadza nokuʋaroʋa namamota, iʋo ʋeAshdodi nenyika yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruoko rwaMwari rwakatambudza zvikuru vanhu veAshidhodhi nenzvimbo dzakaikomberedza; akauyisa kuparadzwa pamusoro pavo uye akavarova namamota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shamhu yaTenzi yakarova zvikuru vanhu vokuAshidhodhi navakavapoteredza, akavaonesa ndondo nedenda ramamota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ruoko rwaJehovha rwakatambudza veAshidhodhi, akavaparadza nokuvarova namamota, ivo veAshidhodhi nenyika yavo.
Shona 2009?
Asi ruoko rwaJehovha rwakatambudza veAshidhodhi, akavaparadza nokuvarova namamota, ivo veAshidhodhi nenyika yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ruoko rwaJehovha rwakatambudza veAshidhodhi, akavaparadza nokuvarova namamota, ivo veAshidhodhi nenyika yavo.