1 Samuel 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaiisa’ko, ruʋoko rwaJehova rukavundusa guta nokuvundusa kukuru; akaroʋa ʋarume ʋeguta, ʋaɗuku naʋakuru, ʋakapomerwa mamota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mushure mokunge vaibvisa, ruoko rwaMwari rwakarwisana neguta iroro, uye akarivhundutsa nokuvhundutsa kukuru. Akarova vanhu veguta iroro, vakuru navadiki, namamota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaenda naro ikoko, Tenzi akarova guta irori neshamhu, kuranga kwacho kwaiva kwokuparadza chaiko. Akarova varume vomuguta iroro kubvira kuvakuru kusvikira kuvaduku, nedenda ramamota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vaiisako, ruoko rwaJehovha rukavhundusa guta nokuvhundusa kukuru; akarova varume veguta, vaduku navakuru, vakapomerwa mamota.
Shona 2009?
Vakati vaiisako, ruoko rwaJehovha rukavhundusa guta nokuvhundusa kukuru; akarova varume veguta, vaduku navakuru, vakapomerwa mamota.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vaiisako, ruoko rwaJehovha rukavhundusa guta nokuvhundusa kukuru; akarova varume veguta, vaduku navakuru, vakapomerwa mamota.