1 Samuel 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino areka yaJehova yakagara munyika yaʋaFiristia mŋedzi minomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Areka yaJehovha yakati yava nemwedzi minomwe iri munyika yavaFiristia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhokisi raTenzi rechitenderano rakagara munyika yavaFirisitia mwedzi minomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino areka yaJehovha yakagara munyika yavaFirisitia mwedzi minomwe.
Shona 2009?
Zvino areka yaJehovha yakagara
Shona SUB 2002 Bible
Zvino areka yaJehovha yakagara munyika yavaFirisitia mwedzi minomwe.