1 Samuel 6:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋakaita saiɀoɀo; ʋakatora mhou mbiri dzakaŋga dzicimŋisa, ʋakadzisuŋga paŋgoro, ʋakapfigira mhuru dzadzo kumusha;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaita izvi. Vakatora mhou mbiri dzakadai vakadzisungirira pangoro uye vakapfigira mhuru dzadzo muchirugu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ivavo vakaita saizvozvo, vakatora mhou mbiri dzichiri kuyamwisa vakadzisunga pachikochikari vakapfigira mhuru dzadzo mudanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vakaita saizvozvo; vakatora mhou mbiri dzakanga dzichimwisa, vakadzisunga pangoro, vakapfigira mhuru dzadzo kumusha;
Shona 2009?
Zvino varume vakaita saizvozvo; vakatora mhou mbiri dzakanga dzichimwisa, vakadzisunga pangoro, vakapfigira mhuru dzadzo kumusha;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume vakaita saizvozvo; vakatora mhou mbiri dzakanga dzichimwisa, vakadzisunga pangoro, vakapfigira mhuru dzadzo kumusha;