1 Samuel 6:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mhou dzikarurama nenzira inoenda Beti‐shemeshi, dzikafamba nenzira huru, dzikaenda dziciŋgokuma; hadzina‐kutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe; madzishe aʋaFiristia akadziteʋera kuȿikira kumuganho weBeti‐shemeshi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mhou dzakakwidza kuenda Bhetishemeshi, dzakati tande nenzira uye dzichikuma nzira yose; hadzina kutendeukira kurudyi kana kuruboshwe. Vatongi vavaFiristia vakadzitevera kusvikira kumuganhu weBhetishemeshi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhou idzi dzakati tande nomugwagwa chete ndokuramba dzakangoti nawo dzakananga kuBhetishemeshi dzikafamba dzichikuma. Asi hadzina kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. Madzishe avaFirisitia akadzitevera kusvikira kumuganho neBhetishemeshi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mhou dzikarurama nenzira inoenda Bhetishemeshi, dzikafamba nenzira huru, dzikaenda dzichingokuma; hadzina kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe; madzishe avaFirisitia akadzitevera kusvikira kumuganho weBhetishemeshi.
Shona 2009?
Zvino mhou dzikarurama nenzira inoenda Bhetishemeshi, dzikafamba nenzira huru, dzikaenda dzichingokuma; hadzina kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe; madzishe avaFirisitia akadzitevera kusvikira kumuganhu weBhetishemeshi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mhou dzikarurama nenzira inoenda Bheti-shemeshi, dzikafamba nenzira huru, dzikaenda dzichingokuma; hadzina kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe; madzishe avaFirisitia akadzitevera kusvikira kumuganho weBheti-shemeshi.