1 Samuel 6:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋeBeti‐shemeshi ʋakaŋga ʋaciceka ɀiyo ɀaʋo pamupata, ʋakatarira, ʋakaʋona areka, ʋakafara ʋaciiʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachikohwa gorosi ravo mumupata, uye pavakasimudza misoro yavo vakaona areka, uye vakafara nokuiona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo vanhu vokuBhetishemeshi vaingunokohwa koroni yavo mubani. Pavakatarisa vakaona bhokisi rechitenderano vakapembera vachifarira kuriona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachicheka zviyo zvavo pamupata, vakatarira, vakaona areka, vakafara vachiiona.
Shona 2009?
Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachicheka zviyo zvavo pamupata, vakatarira, vakaona areka, vakafara vachiiona.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu veBheti-shemeshi vakanga vachicheka zviyo zvavo pamupata, vakatarira, vakaona areka, vakafara vachiiona.