1 Samuel 6:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaRevi ʋakaɓurusa areka yaJehova, nebokisi rakaŋga riri pairi, makaŋga muneɀishoŋgo ɀendarama, ʋakaɀiisa pabge guru, ʋarume ʋeBeti‐shemeshi ʋakaʋuya neɀipiriso ɀinopiswa ʋakaɓayira Jehova ɀiɓayiro nomusi uyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi vakaburutsa areka yaJehovha, pamwe chete nebhokisi raiva nezviumbwa zvegoridhe, vakazvigadzika padombo guru. Musi iwoyo vanhu veBhetishemeshi vakapa zvipiriso zvinopiswa vakabayira zvibayiro kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi vakaburutsa bhokisi raTenzi rechitenderano pamwechete nerimwe bhokisi raiva pedyo naro maiva nezvifananidzo zvendarama ndokuzviisa paziware riya. Musi iwoyo varume vomuBhetishemeshi vakapira zvibayiro zvokupisa nemipiro kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaRevhi vakaburutsa areka yaJehovha, nebhokisi rakanga riri pairi, makanga mune zvishongo zvendarama, vakazviisa pabwe guru, varume veBhetishemeshi vakauya nezvipiriso zvinopiswa vakabayira Jehovha zvibayiro nomusi uyo.
Shona 2009?
Zvino vaRevhi vakaburutsa areka yaJehovha, nebhokisi rakanga riri pairi, makanga mune zvishongo zvendarama, vakazviisa pabwe guru, varume veBhetishemeshi vakauya nezvipiriso zvinopiswa vakabayira Jehovha zvibayiro nomusi uyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaRevhi vakaburutsa areka yaJehovha, nebhokisi rakanga riri pairi, makanga mune zvishongo zvendarama, vakazviisa pabwe guru, varume veBheti-shemeshi vakauya nezvipiriso zvinopiswa vakabayira Jehovha zvibairo nomusi uyo.