1 Samuel 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino madzishe mashanu aʋaFiristia akati aʋona iɀoɀo, akadzokera Ekroni nomusi iwoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatongi vashanu vavaFiristia vakaona zvose izvi vakadzokera kuEkironi musi iwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzishe echiFirisitia mashanu akaonawo izvozvi ndokubva adzokera zvavo kuEkironi musi wakareyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino madzishe mashanu avaFirisitia akati aona izvozvo, akadzokera Ekironi nomusi iwoyo.
Shona 2009?
Zvino madzishe mashanu avaFirisitia akati aona izvozvo, akadzokera Ekironi nomusi iwoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino madzishe mashanu avaFirisitia akati aona izvozvo, akadzokera Ekironi nomusi iwoyo.