1 Samuel 6:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiwo mamota endarama akaripxa namadzishe aʋaFiristia, kuti ciʋe cipiriso cemhoȿa kunaJehova; rimŋe raiʋa reAshdodi, rimŋe reGaza, rimŋe reAshkeroni, rimŋe reGati, rimŋe reEkroni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mamota egoridhe akatumirwa navaFiristia sechipiriso chemhosva kuna Jehovha, rimwe kuAshidhodhi, rimwe kuGaza, rimwe kuAshikeroni, rimwe kuGati nerimwe kuEkironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvifananidzo zvamamota endarama zvakatumirwa kuna Tenzi somupiro wokuripa mhosva navaFirisitia: chimwe chaimiririra Ashidhodhi, chimwe Gaza chimwe Ashikeroni, chimwe Gati, chimwe Eikroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiwo mamota endarama akaripwa namadzishe avaFirisitia, kuti chive chipiriso chemhosva kuna Jehovha; rimwe raiva reAshidhodhi, rimwe reGaza, rimwe reAshikeroni, rimwe reGati, rimwe reEkironi;
Shona 2009?
Zvino ndiwo mamota endarama akaripwa namadzishe avaFirisitia, kuti chive chipiriso chemhosva kuna Jehovha; rimwe raiva reAshidhodhi, rimwe reGaza, rimwe reAshikeroni, rimwe reGati, rimwe reEkironi;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiwo mamota endarama akaripwa namadzishe avaFirisitia, kuti chive chipiriso chemhosva kuna Jehovha; rimwe raiva reAshidhodhi, rimwe reGaza, rimwe reAshikeroni, rimwe reGati, rimwe reEkironi;