1 Samuel 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFiristia ʋakaɗana ʋaprista naʋaʋuki, ʋakati: Ticaita seiko neareka yaJehova? Tiziʋisei mutoʋo watiŋgaidzosera nawo kunɀimbo yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaFiristia vakadana vaprista navavuki vakati, “Toitei neareka yaJehovha? Tiudzei kuti toidzosera sei kunzvimbo yayo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFirisitia vakadaidza vapristi nen'anga ndokubvunza vachiti, “Toita sei nebhokisi raTenzi rechitenderano? Tiudzeiwo kuti tingaridzosere kwarakabva riinei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFirisitia vakadana vapristi navavuki, vakati, “Tichaita seiko neareka yaJehovha? Tizivisei mutowo watingaidzosera nawo kunzvimbo yayo.”
Shona 2009?
munyika yavaFirisitia mwedzi minomwe. VaFirisitia vakadana vaprista navavuki, vakati, "Tichaita seiko neareka yaJehovha? Tizivisei mutowo watingaidzosera nawo kunzvimbo yayo.
Shona SUB 2002 Bible
VaFirisitia vakadana vapristi navavuki, vakati, “Tichaita seiko neareka yaJehovha? Tizivisei mutowo watingaidzosera nawo kunzvimbo yayo.”