1 Samuel 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo munofanira kuita mufananidzo wamamota enyu, nomufananidzo wamakonzo enyu anotadzira nyika, mukudze Mŋari waIsraeri; ɀimŋe ucarerusa ruʋoko rwake pamsoro penyu, napamsoro paʋamŋari ʋenyu, napamsoro penyika yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai zviumbwa zvamamota nembeva dzacho, izvo zviri kuparadza nyika, uye mugopa kukudzwa kuna Mwari weIsraeri. Zvikada achasimudza ruoko rwake kubva pamuri napana vamwari venyu nenyika yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka gadzirai zvifananidzo zvamamota nezvembeva zvaparadza nyika muremekedze Mwari avaIsiraeri. Zvimwe angakurerutsirei akabvisa shamhu yake yechirango chake pamuri imi navamwari venyu nomunyika yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo munofanira kuita mufananidzo wamamota enyu, nomufananidzo wamakonzo enyu anotadzira nyika, mukudze Mwari waIsiraeri; zvimwe ucharerutsa ruoko rwake pamusoro penyu, napamusoro pavamwari venyu, napamusoro penyika yenyu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible