1 Samuel 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaIsraeri ʋakaɓuɗa Mizpa, ʋakateʋera ʋaFiristia, ʋakaʋaparadza kuȿikira panyasi peBeti‐kari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veIsraeri vakachimbidza kubuda muMizipa vakadzingirira vaFiristia, vakavauraya munzira kusvikira kunzvimbo iri zasi kweBhetikari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakabudira vaFirisitia muMizipa vakadzingirirana navo vachivaita rumwe rumwe kuuraya nzira yose kusvikira munyasi meBhetikari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaIsiraeri vakabuda Mizipa, vakatevera vaFirisitia, vakavaparadza kusvikira panyasi peBhetikari.
Shona 2009?
Varume vaIsiraeri vakabuda Mizipa, vakatevera vaFirisitia, vakavaparadza kusvikira panyasi peBhetikari.
Shona SUB 2002 Bible
Varume VaIsiraeri vakabuda Mizipa, vakatevera vaFirisitia, vakavaparadza kusvikira panyasi peBhetikari.