1 Samuel 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akatora ibge, akarimisa pakati peMizpa neSheni, akaritumidza zita raro Ebeni‐ezeri, aciti: Jehova wakatiɓatsira kuȿikira pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samueri akatora dombo akarimisa pakati peMizipa neSheni. Akaritumidza kuti Ebhenezeri akati, “Jehovha akatibatsira kusvikira pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akatora dombo akarimisa pakati peMizipa neSheni akaritumidza zita rokuti, “Dombo rerubatsiro” achiti, “Tenzi atibatsira kusvikira pari nhasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akatora ibwe, akarimisa pakati peMizipa neSheni, akaritumidza zita raro Ebheniezeri, achiti, “Jehovha wakatibatsira kusvikira pano.”
Shona 2009?
Zvino Samueri akatora ibwe, akarimisa pakati peMizipa neSheni, akaritumidza zita raro Ebheniezeri, achiti, "Jehovha wakatibatsira kusvikira pano."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akatora ibwe, akarimisa pakati peMizipa neSheni, akaritumidza zita raro Ebheniezeri, achiti, “Jehovha wakatibatsira kusvikira pano.”