1 Samuel 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFiristia ʋakakundwa saiɀoɀo; haʋana‐kuzoʋuya ɀe munyika yaʋaIsraeri; ruʋoko rwaJehova rukarwa naʋaFiristia mazuʋa ose aSamueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaFiristia vakakurirwa uye havana kuzorwisa nyika yavaIsraeri zvakare. Uye ruoko rwaJehovha rwakarwa navaFiristia mazuva ose aSamueri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro vaFirisitia vakakundwa vakarega kuzopindazve munyika yavaIsiraeri. Paupenyu hwose hwaSamueri ruoko rwaMwari rwairwisa vaFirisitia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFirisitia vakakundwa saizvozvo; havana kuzouyazve munyika yavaIsiraeri; ruoko rwaJehovha rukarwa navaFirisitia mazuva ose aSamueri.
Shona 2009?
VaFirisitia vakakundwa saizvozvo; havana kuzouyazve munyika yavalsiraeri; ruoko rwaJehovha rukarwa navaFirisitia mazuva ose aSamueri.
Shona SUB 2002 Bible
VaFirisitia vakakundwa saizvozvo; havana kuzouyazve munyika yaVaIsiraeri; ruoko rwaJehovha rukarwa navaFirisitia mazuva ose aSamueri.