1 Samuel 7:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akati: Ʋuŋganidzai ʋaIsraeri ʋose paMizpa, ini ndikunyeŋgetererei kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samueri akati, “Unganidzai Israeri yose paMizipa uye ndichakukumbirirai kuna Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Samueri akazoti, “Unganidzai vaIsiraeri vose kuMizipa, ndigokunamatirai kuna Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akati, “Unganidzai vaIsiraeri vose paMizipa, ini ndikunyengetererei kuna Jehovha.”
Shona 2009?
Zvino Samueri akati, "Unganidzai vaIsiraeri vose paMizipa, ini ndikunyengetererei kuna Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akati, “Unganidzai VaIsiraeri vose paMizipa, ini ndikunyengetererei kuna Jehovha.”