1 Samuel 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri wakati akwegura akagadza ʋanakomana ʋake kuti ʋaʋe ʋatoŋgi pakati paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati akwegura, akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Samueri akwegura, akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi veIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri wakati akwegura akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi pakati paIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Samueri wakati akwegura akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi pakati paIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri wakati akwegura akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi pakati paIsiraeri.