1 Samuel 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akaʋudza ʋanhu ʋakaŋga ʋacikumbira mambo kwaari mashoko ose aJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akataura mashoko ose aJehovha kuvanhu vakanga vachimukumbira mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Samueri akarondedzera zvose zvaakanga audzwa naTenzi kuvanhu vaimukumbira mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akaudza vanhu vakanga vachikumbira mambo kwaari mashoko ose aJehovha.
Shona 2009?
Zvino Samueri akaudza vanhu vakanga vachikumbira mambo kwaari mashoko ose aJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akaudza vanhu vakanga vachikumbira mambo kwaari mashoko ose aJehovha.