1 Samuel 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Tsika dzamambo, ucakuɓatai, ndidzo: Ucatora ʋanakomana ʋenyu akaʋaisa paŋgoro dzake, nokuʋaita ʋataȿi ʋamabiza ake; ʋacamhanya pamberi peŋgoro dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Izvi ndizvo zvichaitwa neachakutongai: Achatora vanakomana venyu agoita kuti vashande nengoro dzake dzehondo namabhiza, uye vachamhanya vari mberi kwengoro dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Zvichaitwa namambo achakutongai ndezvizvi: achatora vana venyu achivaita varwi vengoro dzake dzehondo dzamabhiza navachairi vadzo, vamwe vari vokumhanya vachitungamirira ngoro yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Tsika dzamambo, uchakubatai, ndidzo, Uchatora vanakomana venyu akavaisa pangoro dzake.
Shona 2009?
Akati, "Tsika dzamambo, uchakubatai, ndidzo, Uchatora vanakomana venyu akavaisa pangoro dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Tsika dzamambo, uchakubatai, ndidzo, uchatora vanakomana venyu akavaisa pangoro dzake.