1 Samuel 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaɀitsaurira ʋamŋe ʋaʋe ʋakuru ʋeɀuru, naʋakuru ʋamakumi mashanu; ucaraira ʋamŋe kumurimira minda yake, nokukohwa micero yake, nokumuitira nhumbi dzake dzokurwa nadzo, nenhumbi dzeŋgoro dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vavo achavaita vatungamiri vezviuru navatungamiri vamakumi mashanu, uye achaita kuti vamwe varime minda yake pamwe chete nokuikohwa, uye achaita kuti vamwe vagadzire zvombo zvehondo nemidziyo yengoro dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achazvisarudzira vamwe kuti vaite vatungamiriri vake pachake vezvikwata zvina varwi chiuru vamwewo chavarwi makumi mashanu mashanu. Vamwe vachange vari vokurima nokukohwa mumunda make, nokugadzira zvombo zvake zvehondo nemidziyo yose yengoro dzake dzehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchazvitsaurira vamwe vave vakuru vezviuru, navakuru vamakumi mashanu; ucharaira vamwe kumurimira minda yake, nokukohwa michero yake, nokumuitira nhumbi dzake dzokurwa nadzo, nenhumbi dzengoro dzake.
Shona 2009?
Uchazvitsaurira vamwe vave vakuru vezviuru, navakuru vamakumi mashanu; ucharaira vamwe kumurimira minda yake, nokukohwa michero yake, nokumuitira nhumbi dzake dzokurwa nadzo, nenhumbi dzengoro dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Uchazvitsaurira vamwe vave vakuru vezviuru, navakuru vamakumi mashanu; ucharaira vamwe kumurimira minda yake, nokukohwa michero yake, nokumuitira nhumbi dzake dzokurwa nadzo, nenhumbi dzengoro dzake.