1 Samuel 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋakaramba kuterera inzwi raSamueri, ʋakati: Kwete, tinoɗa heɗu mambo uŋgatiɓata,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu vakaramba kuteerera Samueri. Vakati, “Kwete! Tinoda mambo kuti atitonge.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vakaramba kunzwa zvavakaudzwa naSamueri. Vakati, “Kwete! Tiri kuda kutongwa namambo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vakaramba kuteerera izwi raSamueri, vakati, “Kwete, tinoda hedu mambo ungatibata,
Shona 2009?
Asi vanhu vakaramba kuteerera inzwi raSamueri, vakati, "Kwete, tinoda hedu mambo ungatibata,
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vakaramba kuteerera izwi raSamueri, vakati, “Kwete, tinoda hedu mambo ungatibata,