1 Samuel 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanakomana ʋake haʋana‐kufamba nenzira dzake, asi ʋakatsaukira kufuma yakaipa, ʋakagamucira fufuro, nokusaruramisa pakutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanakomana vake vakatsaukira kupfuma yakaipa, vakatambira fufuro, vakasaruramisira pakutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanakomana vake havana kutevedzera tsika dzababa vako. Asi kutoti vakatsauka mugwara racho vapindwa nomweya wokuda kupfuma nenzira dzisina kunaka. Vakagamuchira pfumbamuromo, vachirega kutonga zviri pamurao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanakomana vake havana kufamba nenzira dzake, asi vakatsaukira kupfuma yakaipa, vakagamuchira fufuro, nokusaruramisa pakutonga.
Shona 2009?
Asi vanakomana vake havana kufamba nenzira dzake, asi vakatsaukira kufuma yakaipa, vakagamuchira fufuro, nokusaruramisa pakutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanakomana vake havana kufamba nenzira dzake, asi vakatsaukira kupfuma yakaipa, vakagamuchira fufuro, nokusaruramisa pakutonga.