1 Samuel 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakuru ʋaIsraeri ʋose ʋakaʋuŋgana, ʋakaʋuya kunaSamueri paRama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakuru vose veIsraeri vakaungana pamwe chete vakauya kuna Samueri paRama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakuru vakuru vose veIsiraeri vakakokorodzana vakaenda kuna Samueri kuRama
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakuru vaIsiraeri vose vakaungana, vakauya kuna Samueri paRama,
Shona 2009?
Zvino vakuru vaIsiraeri vose vakaungana, vakauya kuna Samueri paRama,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakuru VaIsiraeri vose vakaungana, vakauya kuna Samueri paRama,