1 Samuel 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kwaari: Tarirai, imi makwegura, asi ʋanakomana ʋenyu haʋafambi nenzira dzenyu; ɀino tigadzirei mambo uŋgatitoŋga, seɀinoitwa kundudzi dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwaari, “Makwegura, uye vana venyu havafambi munzira dzenyu; naizvozvo gadzai mambo kuti atitungamirire, sezvakaita mamwe marudzi ose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakasvikoti kwaari, “Chionaika imi makwegura. Uye chimwe nechichi ndechokuti vanakomana venyu havasi kutevedzera tsika dzenyu. Zvino chitisarudzirai mambo wokutitonga sezvakangoitawo mamwe marudzi ose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kwaari, “Tarirai, imi makwegura, asi vanakomana venyu havafambi nenzira dzenyu, zvino tigadzirirei mambo ungatitonga, sezvinoitwa kundudzi dzose.”
Shona 2009?
vakati kwaari, "Tarirai, imwi makwegura, asi vanakomana venyu havafambi nenzira dzenyu, zvino tigadzirirei mambo ungatitonga, sezvinoitwa kundudzi dzose."
Shona SUB 2002 Bible
vakati kwaari, “Tarirai, imi makwegura, asi vanakomana venyu havafambi nenzira dzenyu, zvino tigadzirirei mambo ungatitonga, sezvinoitwa kundudzi dzose.”