1 Samuel 8:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino terera hako manzwi aʋo; asi uʋapupurire kwaɀo, uʋaziʋise tsika dzamambo, ucaʋaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, teerera zvavanotaura; asi uvayambire zvakasimba uye uvazivise zvichaitwa namambo achavatonga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino gamuchira zvako chichemo chavo. Asi chete, nyatsovayambira chaizvo uvaisire pachena zvichaitwa namambo achavatonga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino terera hako mazwi avo; asi uvapupurire kwazvo, uvazivise tsika dzamambo, uchavabata.”
Shona 2009?
Zvino teerera hako manzwi avo; asi uvapupurire kwazvo, uvazivise tsika dzamambo, uchavabata."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino terera hako mazwi avo; asi uvapupurire kwazvo, uvazivise tsika dzamambo, uchavabata.”