1 Samuel 9:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunomurume waBenjamini, wainzi Kishi, mŋanakomana waAbieri, mŋanakomana waZerori, mŋanakomana waBekorati, mŋanakomana waAfia, mŋanakomana womuBenjamini, munhu waiʋa nesimba noʋumhare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakanga kuno murume worudzi rwaBhenjamini, ainzi Kishi mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia muBhenjamini, murume wesimba noumhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva nomumwe murume wokwaBhenjamini ainzi Kishi mwanakomana waAbhieri mwanakomona waZerori mwanakomana waBhekorati mwanakomana waAfia wedzinza rokwaBhenjamini. Aiva munhu aizikanwa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuno murume waBhenjamini, wainzi Kishi, mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia, mwanakomana womuBhenjamini, munhu waiva nesimba roumhare.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kuno murume waBhenjamini, wainzi Kishi, mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia, mwanakomana womuBhenjamini, munhu waiva nesimba noumhare.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuno murume waBhenjamini, wainzi Kishi, mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia, mwanakomana womuBhenjamini, munhu waiva nesimba roumhare.