1 Samuel 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati kumuranda wake: Ishoko rakanaka, hendei. Naiɀoɀo ʋakaenda kuguta kwakaŋga kunomunhu waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati kumuranda wake, “Zvakanaka, uya tiende.” Saka vakasimuka vakananga kuguta kwaiva nomunhu waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kumuranda wake, “Zvakanaka, handei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati kumuranda wake, “Ishoko rakanaka, hendei.” Naizvozvo vakaenda kuguta kwakanga kuno munhu waMwari.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati kumuranda wake, "Ishoko rakanaka, hendei." Naizvozvo vakaenda kuguta kwakanga kuno munhu waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati kumuranda wake, “Ishoko rakanaka, hendei.” Naizvozvo vakaenda kuguta kwakanga kuno munhu waMwari.