1 Samuel 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana maŋgoti mapinda muguta, mucamuwana pakarepo acigere kukwira kuɗunhu rakakwirira kundodya’po; nokuti ʋanhu haʋaŋgadyi, iye asati aȿika, nokuti ndiye unoropafadza ciɓayiro; pashure iʋo ʋakakokwa ʋacadya. Naiɀoɀo cikwirai ɀino, nokuti mucamuwana neŋguʋa ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchingopinda muguta muchamuwana asati aenda kunzvimbo yakakwirira kundodya. Vanhu havatangi kudya asati auya, nokuti anofanira kuropafadza chibayiro; mushure maizvozvo, avo vanenge vakakokwa vozodya. Endai iye zvino; munofanira kumuwana nguva idzo dzino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukangoti pindei muguta, muchamuwana asati akwira kunzvimbo yacho yakatunhumara yokuteurira kundodya nokuti vanhu havazotanga kudya asati asvikako zvaariye anofanira kutanga atombokomborera chibayiro, ndopachazodyawo vakakokwa. Kwiraiko zvenyu nokuti munobva mangomuwana izvozvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mangoti mapinda muguta, muchamuwana pakarepo achigere kukwira kudunhu rakakwirira kundodyapo; nokuti vanhu havangadyi, iye asati asvika, nokuti ndiye unoropafadza chibayiro; pashure ivo vakakokwa vachadya. Naizvozvo chikwirai zvino, nokuti muchamuwana nenguva ino.”
Shona 2009?
Kana mangoti mapinda muguta, muchamuwana pakarepo achigere kukwira kudunhu rakakwirira kundodyapo; nokuti vanhu havangadyi, iye asati asvika, nokuti ndiye unoropafadza chibayiro; pashure ivo vakakokwa vachadya. Naizvozvo chikwirai zvino, nokuti muchamuwana nenguva ino."
Shona SUB 2002 Bible
Kana mangoti mapinda muguta, muchamuwana pakarepo achigere kukwira kudunhu rakakwirira kundodyapo; nokuti vanhu havangadyi, iye asati asvika, nokuti ndiye unoropafadza chibayiro; pashure ivo vakakokwa vachadya. Naizvozvo chikwirai zvino, nokuti muchamuwana nenguva ino.”